Shaka Zulu

Kubva Wikipedia
1824 Mufungo wemuEuropean wemuShaker ane refu kukanda assegai uye inorema nhovo. Hapana mifananidzo kubva muhupenyu inozivikanwa.[1]

VaShaka kaSenzangakhona (c. Chikunguru 1787 – 22 Gunyana 1828), vaizivikanwa sa VaShaka Zulu kana VaSigidi kaSenzangakhona vaive Mambo weUmambo hwe Zulu kubva muna1816 kusvika 1828. Vaive pakati pemadzishe vanorangarirwa sevaive nepemhezvedzero huru muhumambo hwe Vazulu. Vakaronganisa chanduko yakasvika kuzhinji yezvokuronga mawuto kumaita akasimbarara kwazvo.

Mambo Shaka vakazvarwa mumwedzi wechamwedzi weChikunguru (unozivikanwa naMazulu se uNtulikazi) mugore ra1787, mu Mthonjaneni, muDunhu re Kwazulu Natali, Afurika Chamhembe. Vaive mukororo wamambo weMazulu, VaSenzangakhona kaJama, vakasvodiwa seumwana waisava wepamutemo. VaShaka vakakura uzhinji weuhwana hwavo muvugarirwa hwa amai wavo, kwavakagededzwa[C 1][2] muibutho lempi (mawuto ehondo), vachidubvudza[C 2][3] semurwi pasi pa Ishe Dingiswayo.

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

C = Chirevo.

  1. Johanneson et al. 2011, p. 150.
  2. Vashona Project, (2015), 'initiate' Yakaringwa: 2024
  3. Vashona Project, (2015), 'serve' yakaringwa: 2024
  1. initiate, initiated., kugeda, kugededzwa.
  2. serve., kudubvudza